Svetuka kuchirochemo

Kususukidza

Kubva Wikipedia

Kususukidza (to go further on, to yield).

Kurerutsa Mutauro

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Sabhuku vakapa vanhu mbeu yedonje kususukidza chirongwa chekurima donje.
  • Chinangwa chekunyora pano kususukidza ruzivo rwedu rwemutauro weShona.
  • Vatsigiri vanenge vachitarisawo kuti bato riri kubudirira zvakadii kususukidza dingindira ravange vachifamba naro pakuvhota.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • VaYao vanoti kususila (to go farther on).