Kusunda

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuKusairira)

Shoko rokuti kusunda kana kuti kusairira (pushing) zvinoreva kuisa fosi pane chinhu munhu kana muchina uri kuisa fosi iri akatarisa kuri kuenda chinhu chacho kana chofamba nokuda kwefosi iyi. Muenzaniso yokusunda tingati kusunda bhara rinevhu kana paya tinoona ana jega vachisunda ngoro dzavo.

Panosundwa mutoro panoitikawo imwe fosi inopesana neyatanga kusunda, fosi iyi inopesana tichaiti fosi inodzorera - reactive force. Fosi inodzorera inoenda kwakapesana nefosi inotekenya, asi fosi mbiri idzi dzine huhombe hwakaenzana.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Baila vanoti ku sunda (to shove) kureva kusunda.
  • Vatauri veZulu vanoti sunduza (v. hustle, push) vachireva kusunda.
  • VaWanga vanoti okhusunda (add fuel to fire; stoke; move the long sticks further into the fire; incite; provoke; cause to do; persuade to action).
  • Luganda vanoti okusunda (v. Pump) kureva kupomba.