Kurwarira
Mataridziko
Kurwarira (to be madly in love with; head over heels).
- Pavakaenda vose kuVictoria Falls ndiwo mazuva avairwarira Maidei.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Swahili inoti kupenda (to love).
Kurwarira (to be madly in love with; head over heels).