Kurudzanisa

Kubva Wikipedia
  • Kurudzanisa (Bear much children or fruit) apa kureva kubereka michero kana vana zvakanyanya.
  • Kurudzanisa (to scatter over wide area) apa kureva kumwaya zvinhu panzvimbo yakakura. Iri izwi ringagona kushandiswa kuturikira speaking in generalities apa kureva kutaura uchimwaya mashoko pazvinhu zvakawanda usina kuti nanga-nanga nechimwe.


Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.