Kurova Kusaoneka
Mataridziko
Kurova (to be mssing) zvinoreva kugara nguva refu munhu asina kuonekwa panzvimbo kana asina kuonekwa nehama neshamwari.
Kurerutsa Mutauro
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Vemakore, wanga warovera kupiko muzukuru; ndinofunga ava makore maviri ndisina kukuona.
- Mari yangu yakarova nevanhu vandakatuma kuNamibia kuti vanditengere hove.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaMambwe vanoti -lowa (to disappear, to be hidden from view) vachireva kusaonekwa.
- VaMambwe vanoti mulowe (a deceased person - said of one who disappeared, as one sold in slavery).