Kuranga sezita

Kubva Wikipedia

Kuranga izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neUganda.

  • Vanhu vane zita iri: Caleb Kuranga; James Kuranga; Edwin Kuranga

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaVenda vanoti -langa (v. control). VaVenda vanoti ndango (n. control).
  • VaNyoro vanoti ranga (to announce; introduce) vachireva kuparidza kana kuchingamidza.
  • VaMakonde vanoti kulanga (rear, breed, keep in confinement) vachireva kupfuya.