Kupumha
Mataridziko
- kupumha (Add malt or yeast when brewing beer) kana kubvuvira.
- Kupumha nechimuti (brush or wipe away; swat flies).
- Kupumha huroyi (to blame; to denigrate?).
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Mbukushu inoti -pumura (v. to hit someone). Mbukushu inoti -puma (v. to thresh corn).
- Zigula inoti kuhumwa (be guilty; be found guilty).
- VaZigula vanoti U mbavi kahumwa niyo akomwa (The thief was found guilty and then executed).
- VaZigula vanoisa h pamwe panoiswa p kuShona. Panoti kupona ivo vanoti kuhona.
- Kinande vanoti erihumira (to bump; to hit) - zvichida vanoreva kupumha?.
| Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |
