Kupinyura

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Kupinyura kupikula kana kumindura (Turn over heavy object. 2. K Raise by using a fulcrum. 3. Cause to lever) zvinotaura kusimudza kana kupikinyura (zvikurusei) chinhu chinorema uchishandisa mugwara kana danda. Pakusimudza nenzira iyi marongerwo ezvinhu anenge akamira sezvizvi:

  • 1. Mugwara unenge wakati divi pfupi riri pasi pemutoro uri kupikinyurwa,
  • 2. Pakati poita chitsikiro panova ndipo pano paikira mugwara,
  • 3. Rimwe divi refu remugwara roenda kumubato kunotsambirirwa kuti mutoro usimudzwe.
  • Mhikuro (lever, prop, stay).
  • Kupikura (to support or prop as with a lever or wedge; 2. To use a stick supported on one shoulder to help support a load held on another shoulder).

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

  • mindu (ideophone of Dislocating or spraining; 2. of Turning over heavy object; 3. of Levering - pikinyu.
  • Kumindudza (Cause to lever). Apa chiito chinonzi kumindura.
  • Kuminduka (Be, or be able to be, levered).

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • Mang'anja vanoti pikula (v. lever).
  • Mang'anja vanoti mpiko (n. lever).
  • VaChewa vanoti kutukuta (to lift up).