Kupingudza

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Kupingudza (to break an ox) zvinoreva kurovedza mombe nzombe kuti ikwanise kushandiswa mumabasa ekurima.

  • Chitsamatore izita remhuri rinopiwa uyo anopingudza mombe dzava matore dzachembera. Pano kutsa (breaking, taming, training an animal) zvinoreva kupingudza kuti mombe ikwanise kushandika nayo isinga pengereke.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaNyakyusa vanoti swila (feed, rear, tame) vachireva kupfuwa.
  • VaNyakyusa vanoti swilika (be or become tame) vachireva kupfuwa?.