Svetuka kuchirochemo

Kupetauka

Kubva Wikipedia

Izwi rokuti kupetauka kiri kushandiswa pano kuturikira chinonzi zigzag kuEnglish. Izwi rokuti kupetauka hariko kuShona yemazuva ose - saka kana reShona chair rawanikwa ndiro richatsiva kupetauka

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.