Svetuka kuchirochemo

Kunze kwemutemo

Kubva Wikipedia

Kunze kwemutemo (not permitted by law; extrajudicial) zvinoreva kuita kwechinhu zvisiri pamutemo, zvisinei kuti ndiyani aita chiito ichi.

  • Akatenherwa mujeri kwemakore maviri zviri kunze kwemutemo; musungwa haana kubvira apinda mumatare emhosva.