Kunyerudza

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Shoko rokuti kunyerudza kana kunyerusa rinoreva kupamba munhu nechisimba achiendeswa kunzvimbo kwaasingadi kwaasina rusununguko, zvikurusei nechinangwa chekuda kurhanda mari kubva kuhama dzake dzinotarisirwa kuripa kuti munhu adzoke.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • Izwi rokuti landa (seize, take, get hold of, make give up) rinotaurwa mururimi rweLenje richireva kutora zvekubvuta.