Svetuka kuchirochemo

Kunyarara

Kubva Wikipedia

Kunyarara (silence, being quiet) zvinoreva kusataura kana kusaburitsa shoko pamuromo.

  • Runyararo (peace) kureva kuti vanhu havasi kutaudzana zvine bopoto - saka pane rugare.
  • Kunyaradza (comfort, console) kuudza munhu mashoko anoita kuti asiye kuchema zvikurusei mushure mekufirwa.
  • Kunyararidza (to pacify, cause to stop crying).

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]