Kunogara Vanhu

Kubva Wikipedia

Kugara (to dwell, to inhabit) zvinodudza panoraramira vanhu pane dzimba nemusha wavo. Sokuti ndikati ndinogara kuMufakose kureva kuti ndiko kwandinorarama ndiri mazuva ose, zvisinei kuti kumusha kwangu ndekwa Mutoko

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]