Kunhokora
Mataridziko
Kunhokora (to take; to take a sample; to take without someone knowing; to snatch)?
Mashandisirwo
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Akanhokora huchi nechigunwe kuti aravire.
- Muroyi anokunhokorera tsoka pawafamba.
Kunhokora (to take; to take a sample; to take without someone knowing; to snatch)?