Kundu
Mataridziko
- kundu (ideophone of being uncovered e.g. without blanket; 2. of exposed e.g when wind blows up clothing).
- kundu, dhimu kana ndimu (ideophone of Acting together; 2. going all together). Vanhu vose vakati kundu kudoro: everyone went to the beer drink.
- kundu (ideophone of Losing some feathers e.g. in escaping)
- Kukunduka (1. Become exposed immodestly; 2. Be uncovered - without blanket).
- Kukunduka (Lose some hair or feathers e.g. through being caught in, or by, something).
Kurerutsa Mutauro
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
- Kukundumuka, kukundunuka, kudhimuka kana kundimuka Go, all together).
- Kukundunda (Move many together) apa zvichireva kugundumuka kana kugunduruka.
- Vadzimai vose vakunduka vachindotsvaga hwowa: all the women have gone to look for mushrooms
| Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |
