Svetuka kuchirochemo

Kukwata

Kubva Wikipedia
  • Kukwata Zvokudya zvinoreva tsika yekudya mudzimba dzevamwe usina kukokwa.
  • Kukwata zvinoreva kudedera kana kugwenda nokutya.
  • Kukwata kweSadza (Splutter especially sadza boiling in pot); 2. Thicken (of liquid reaching stage when it splutters).) zvinodudza poto yesadza riri kubikwa, paya parinenge rava bota rakakora richitanga kututuma kubva pasi.
  • Kukwata Sango (Burn extensively - veld) zvinoreva kupisa nzvimbo yakakura yesango. Sokuti: Sango ragwata: the veld has burnt extensively.
  • Kukwata
  • Kukwata



Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.