Kukumura (Kupunga)

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Shoko rokuti kukumura (extracting) rinotaura kukohwa chiro nenzira inofanana nekupunga - kunoti zvimwe zvinotorwa zvimwe zvichisara, dzinde richisara rakararama.

  • Tinokumura urimbo muchirimo we extract latex for bird-lime when the winter is over.
  • Ungakwanisa here kukumura hwati usina demo: can you cut out a section of bark without an axe?