Svetuka kuchirochemo

Kukondeka

Kubva Wikipedia
  • Kukondeka (Put cooking-pot on the fire) kureva kugadza poto kana hari pachoto.
  • Kukondeka (Sleep) apa zvichireva kuenzera kana kuvata. Tichandokondeka hope kana tasvika pamana redu: we shall go to sleep when we reach our home.
  • Kukondeka (Invert plate, pot).


Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.