Svetuka kuchirochemo

Kukokomera

Kubva Wikipedia
  • Kukokomera (Be complete). Haano mabhuku ako; akakokomera here: here are your books; are they all there, none missing?
  • Kukokomera (Bunch together, agglomerate). Dzimba dzemana dzakakokomera paruware: the houses of the village were bunched together on the stretch of bare rock.

Kune chikoro chinonzi Gokomere Mission chiri pedyo neguta reMasvingo.


Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.