Svetuka kuchirochemo

Kukodoba

Kubva Wikipedia
  • Kukodoba (Worry. Trouble) apa zvichireva kunetsa.
  • Kukodoba (Cloy - disgust or sicken (someone) with an excess of sweetness, richness, or sentiment.). apa zvichireva kukora kana kufinha.
  • Kukodoba (Probe). apa zvichireva kukodobodza nechimuti kana chimwe chombo chingashandiswa.

Kurerutsa Mutauro

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Nguva yezhizha kudai nungo dzinomukodoba.


Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.