Kugobora

From Wikipedia
Jump to: navigation, search

Kugobora (de-stump) zvinoreva kuchera nekutema magutsa anosarira kana munda waundwa watemwa miti kuti vanhu varime zvirimwa. Chinangwa chekugobora kuti munda urimike zviri nyore gejo risingabatire pazvigutsa. Kana vanhu vaunda munda chinotevera kugobora zvigutsa kana kuti magobo.