Svetuka kuchirochemo

Kufembekana

Kubva Wikipedia

Izwi rokuti kufembekana zvinodudza kuti munhu akadhinikana, zvinhu zvake hazvisi kufamba zvakanaka, hazvisi kuendeka.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Baila vanoti ku fwemba (to dislike) vachireva kusafarira.