Svetuka kuchirochemo

Kujuja

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuKudzudza)

Kujuja ((v. Trickle out, ooze out, drip) zvinoreva kuchucha kana kuburitsa mvura kwemudziyo usingafanire kuburitsa mvura.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaZigula vanoti kuchudya (drain, draining; strain, straining; filter, filtering) - zvichida vanoreva kujujisa.
  • Zigula vanoti Nachudya bhasta yangu (I'm draining my pasta). Zigula vanoti kuchudyiwa (be drained, be strained).
  • Zigula vanoti kuchudyika (drainable, be drained; strainable, be strained; filterable, be filtered). Mamwe mazwi:
  • Zigula vanoti kuchudyisa (drain too much; strain too much, filter too much) - zvichida vanoreva kujuja zvakapfuuridza.
  • MaZulu vanoti juza (v. Trickle out, ooze out, drip (as thick, oily fluid) kureva kujuja.
  • Nyanja vanoti kutshutsha (v. spring a leak & let liquid out of a vessel) kureva kujuja.
  • Giryama vanoti kutuza (v. trickle) kureva kuduza.