Kudundurudza
Mataridziko
- Kudundurudza (1. Cause to be in a high place e.g. on horseback).
- Kudundurudza (2. Fill stomach, or sack) zvichireva kukashura.
Mamwe Mazwi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- dunduru (ideophone of Being prominent, raised up on top of something. 2. of Filling not solid container e.g. stomach - tashu).
- Akati dunduru pabhiza: he is on the horse.
- Kudunduruka (1. Be prominent. Be high e.g. on bicycle). 2. Be full to distension especially stomach or sack).
| Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |
