Kukuchukudza

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuKuchukudza)

Kukuchukudza (Shake a container) rinoreva kuzunza chigubhu kana bhodhoro rine mvura kana umwe mutuvi.

Mutauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Nyanja inoti kukucha (v. to shake; be loose; as of anything requiring fastening) - zvichida vanoreva kukuchukudza.
  • Nyanja inoti mkuzi wa-kucha (v. the belt was loose).