Kuchakatika
Mataridziko
- Kuchakatika (1. Be busied).
- Kuchakatika (2. Act in unusual way for which no reason is apaparent person or animal)
- Kuchakatika (3. Abound - kuwanda).
Kurerutsa Mutauro
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Nguva yomunhuruka vanhu vanochakatika kurima: at the beginning of the rainy season people are busy ploughing.
- Hameno zvavava kuda kuita baba vabhoi, vava kuchakatika: I do not know what my son's father wants to do, he has become inscrutable - impossible to understand or interpret.
- Mumba makachakatika nemvura: there is water everywhere in the house.
| Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |
