Kubura
Mataridziko
- Kubura Mhere (to howl, to cry out loudly, to bellow) zvinoreva kuridza mhere nezwi rakakwirira.
- Kubura paMoto zvinoreva kubvisa poto kana hari kubva pachoto zvikurusei ichinge yaibva. Kubura zvinogona kurevawo kuburitsa zvinhu muhovhoni kana imwe nzvimbo inopisa.
| Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |
