Kubunya
Mataridziko
Kubunya (to use up or spend wastefully) zvinoreva kudya zvinhu nenzira yokuchinya kana kutambisa.
- Akabunya mari yakanga iri yechikoro chemwana, iye akazotadza kuidzosera.