Svetuka kuchirochemo

Kubayira Zanhi

Kubva Wikipedia

Kubayira Zanhi zvinoreva kunyeurira pamwe nekutsiura.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Waalii vanoti zanni; zanna; daanhi; daanha (v. learn)- fananidzai nokuti kubaira zanhi. Mamwe mazwi: zanna; daanha (n. learner).
  • Wali vanoti zannuu; daanhibu (v. learning) kureva chidzidzo.
  • Hausa vanoti sani (1.n. knowledge; 2.v. to know) kureva ruzivo.