Kubatikana
Mataridziko
Shoko rokuti kubatikana (busy, engaged, employed) rinoreva kuti munhu ane zvaari kuita panguva iyoyo zvinomutadzisa kuenda kune zvimwe zvaangadaidzirwa panguva iyoyo.
Kurerutsa Mutauro
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Ndakabatikana handikwanise kuuya kumutambo.