Kubanda

Kubva Wikipedia
  • Kubanda (Ache, throb) apa kureva marwadzo sekubanda kwemusoro kana zino. Nokumwe kutaura toti ubando. Vamwe kuManyika vanoti mukonza??
  • Kubanda (Crush) apa kureva kupwanya chiro chikukutu chakadai sedombo.
  • Kubanda (to be very hot). Zuva rava kubandana: the sun has become very hot.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Kimbundu inoti kubanda (v. to climb, elevate, ascend; ride up; rise; go up; sublimate, slope).
  • Taita inoti kubanda, kubandisa (v. to fatten, stout) kureva kukodza.


Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.