Kuambura

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Kuambura (to dig, groundnuts, nyimo etc.) apa zvichireva kuchera nzungu kana nyimo.

Mitauro yeAfrika[chinja | edit source]

  • IsiZulu vanoti ambula (Remove a covering, uncover, unveil, unscreen. Bantu - yambula: break contact) kureva kufugura.
  • Hadiyya inoti amba (vicinity, neighborhood, village, settlement).