Kotwa, Zimbabwe
Kotwa inzvimbo iri kumaodzanyemba enyika yeZimbabwe kumusoro kweMutoko.
Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
- Vanotaura Kikongo vanoti kota (to enter, to come in, to pass in, penetrate, flow in, sink in, set as the sun).
- Vanotaura Kikongo vanoti kotwa (to be entered).
- Vanotaura Kikongo vanoti kotesa (cause to enter, put, take in, insert, admit, fetch in, load a canoe).
- Vanotaura Kikongo vanoti kota kunanxi (to put or pass under).