Kondo

Kubva Wikipedia
  • kondo (ideophone of Feeling repugnance, disappointment, frustration). Akanzi nechinya kondo pamusana penzombe yakaramba kurima: he was thoroughly fed up over the ox that refused to plough.
  • kondo (Game path). zvichireva gwara remhuka dzesango.
  • kondo (Hammerkop, 2. Bagworm - jurira).
  • Kondo sezita (a family name).
  • Kondo (a village in Guruve Zimbabwe).

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Kukondodza (Cause to feel repugnance, disappointment, frustration).
  • Kukondoka (Feel repugnance, disappointment, frustration).
  • Kukondora (1. Repel - emotionally; 2. Awaken repugnance in, 3. Disappoint) vamwe vanoti kushungurudza.


Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.