Kiongo sezita
Mataridziko
Kiongo izita remhuri rinowanikwa muCongo, Kinshasa.
- Izwi rokuti chongo rinoreva kurwa nemheremhere. Kare kuma township wainzwa vechidiki vachiti nhasi kune chongo apa vanenge vakatarisira kurwa kungava kwema gen'a kana kwemapoka.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi.
- Barotse vanoti congo (noise, uproar) - izwi iri rinodudzwa kunzi chongo.
- VaTaabwa vanoti kiongo (noise, uproar) kureva ruzha kana mheremhere.