Svetuka kuchirochemo

Kikole sezita

Kubva Wikipedia

Kikole izita remhuri rinowanikwa muUganda, Congo, Kinshasa, Kenya, neCongo Brazzaville.

  • Vanhu vane zita iri: Victoria Kikole; Nzomo Kikole; Titus Kikole; Oliver Kikole.
  • Mazwi ari pedyo: Chikore sezita.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Luganda inoti ekikole (adj. artificial) kureva chakagadzirwa nemawoko.
  • Lugungu inoti nkora (n. method, manner, means) kureva mutowo wekuita basa.
  • Lugwere inoti kikole (n. act, action, activity, deed, verb) kureva chiito. Mutambi kana mukoli (worker, employee, labourer) kureva mushandi.
  • Lugwere inoti kukola (do, act, work, manufacture) kureva kuita, kushanda kana kugadzira.
  • Lunyoro inoti okukora kana omurimo (work) kureva mushando. VaNyoro vanoti omukozi (workman; labourer) kureva mushandi.
  • Yao inoti kukola (to have; to get' to possess). Mamwe mazwi: kola umi (live, live happily; be healthy, to be well) kureva kurarama kana kuva mutano.