Katsukunya

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Katsukunya izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaYao vanoti kusukunya (to loosen anything firm so as to remove it; to frighten another by threats or evil reports) kureva kutsukunyutsa.
  • Mang'anja vanoti kutsukunya (to shake; to loosen something firm) zvichireva kuva kutsukunyura.
  • Mang'anja vanoti kutsukunyula (to twist out - e.g. twist out the leg of a fowl) zvichireva kuva kutsukunyura.