Kateka sezita

Kubva Wikipedia

Kateka izita remhuri rinowanikwa muZambia, Mozambique neMalawi.

  • Vanhu vane zita iri: Chishala Kateka; Luka Kateka; Brendah Kateka; Kateka Matsinhe.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeBantu anotodzana.

  • Bemba inoti teka bantu (v. govern; control) kureva kutonga vanhu. Kirundi vanoti iteka (judgement, justice).
  • Bemba]] inoti kateka wa calo (governor) kureva gavhena. Bemba]] inoti buteko (n. government) kureva hutongi kana hurumende.
  • Mambwe vanoti -teka antu (to rule people:) kutonga vanhu. Mamwe Mazwi: uteko (domicile, abode).
  • Mambwe vanoti Kateka (ruler, governor). Kinande vanoti obuteke (n. the home).
  • Kinyarwanda inoti iteko (rule). Mamwe Mazwi: kateka (a ruler, a governor) kureva mutongi.