Svetuka kuchirochemo

Kata

Kubva Wikipedia

Kata izwi rinoshandiswa kuti tasvika panzvimbo ine zita rakadomwa. Izwi iri rinonyanya kutaurwa kuChiKorekore.

Sokuti: Dotito kata (We have arrived in Dotito) - kureva kuti tasvika pa Dotito.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Bushong inoti katala (vt. to raise, to elevate or lift up). Fananidzai nokuti Dotito kata.
  • Bushong inoti kata (adv. there). Sokuti: a kata ntema (in the heart). a kata nte (Upon the tree).