Svetuka kuchirochemo

Kashora sezita

Kubva Wikipedia

Kashora izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Tafadzwa Kashora; Nokutenda Kashora; Tinotenda Kashora.
  • Mazwi ari pedyo: Mushore sezita

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mamwe mazwi.

  • Kimbundu inoti musole (n. hedge shear, brushcutter; tree lopper) - chigero chekuchekesa makwenzi. Mamwe mazwi: kusola (v. cut, sever).
  • VaMambwe vanoti -sola kana -sola umuti (lop off trees, lop away trees, lop a tree) kureva kucheka muti nechigero sechiri pamufananidzo.
  • Mambwe vanoti kasola (n. the lopper of trees) munhu anocheka mapazi nechigero chemiti.
  • VaMambwe vanoti musole (n. a high tree which could be lopped), muti wakareba unokwanisika kuchekwa nechigero.
  • Herero vanoti sora (adj. able; adroit; shrewd; skillful). Hadiyya vanoti shola (adj. squinting).