Kashamba
Mataridziko
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- Vatauri veChewa vanoti kacamba (sweet patoto) vachireva mbambaira.
- Vatauri veSwahili vanoti shamba kana mashamba (Plantation; field, garden, plot of land) kureva munda mikurusa yenzimbe, miti kana zvimwe zvirimwa.
- Vatauri veKinyarwanda vanoti ishyamba (forest, bush, uninhabited area, jungle) kureva sango.