Karang

Kubva Wikipedia

Karang mutauro weAfrika unowanikwa kuChad.

Mazwi Anotodza Shona[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Karang vanoti baahbāá (n. father) kureva baba.
  • Karang vanoti Baahbāá kana Baah Ŋgerzah (n. God the Father) kureva Mwari baba.
  • Karang vanoti ndere (n. termite) kureva ishwa.
  • Karang vanoti ndo̧ro kana sole (n. coin) kureva mari yesimbi.
  • Karang vanoti noko (n. wound) kureva chironda. Ko kuti nhoko dzezvironda?
  • Karang vanoti nzɔkɔ (n. peanut) kureva nzungu.
  • Karang vanoti Ŋgerzah kana Ŋgérzáá (n. God) kureva Mwari. Kune slang inoti ngezha kureva baba.
  • Karang vanoti riɓa (n. thief) kureva mbavha.
  • Karang vanoti rim (n. tongue) kureva rurimi.

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Karang vanoti bondo (n. yellow) kureva yelo.
  • Karang vanoti ndururu (ideo. very high; be high) nyaudzosingwi inodudza hudzukwa.
  • Karang vanoti ŋgari (n. caiman) imhando yengwena.
  • Karang vanoti ŋgere (n. force) kureva fosi. Mamwe mazwi: ŋger (be strong).
  • Karang vanoti ngumi kana pana (language; people) kureva mutauro.
  • Karang vanoti seke (n. young boy) kureva mukomana mudiki.
  • Karang vanoti sena (n. disease, malady) kureva chirwere.
  • Karang vanoti sɔɓ (v. turn; return) kureva kudzoka.
  • Karang vanoti sɔɓ law (v. repentance) kureva kutendeuka.
  • Karang vanoti tena (n. axe) kureva demo.
  • Karang vanoti toŋ kana toŋ fal (v. follow) kureva kutevera. Mamwe mazwi: ŋger (be strong).
  • Karang vanoti tóŋnāfàl (n. little brother; sister) kureva munin'ina.
  • Karang vanoti tuku (n. tale; story; legend) kureva ngano.
  • Karang vanoti woro kana woronzuk (n. man, person, human being) kureva murume.
  • Karang vanoti yela (from one end to the other).

Duramazwi racho rinowanikwa pa webonary.org.