Karakadzai sezita
Mataridziko
Karakadzai izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Mazwi ari pedyo: kukarakadza; Karakadza sezita; chikararwa.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Possible Meaning - Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mamwe mazwi.