Karadzandima sezita
Mataridziko
Karadzandima izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Kuradza ndima kupedza mwaka wese munda usina kurimwa.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Kune tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi: