Kapitapita

Kubva Wikipedia

Kapitapita izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaMambwe vanoti mupito (a walking). VaLungu vanoti ukupita (to go) kureva kuenda.
  • VaMambwe vanoti mupita mbali (to walk near or nearby). Mamwe mazwi: mbali (near or nearby).
  • VaMambwe vanoti mupita ningo (to walk nicely, well). Mamwe mazwi: ningo (nicely, well).

Mazita ari Pedyo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]