Kanoyangwa sezita
Mataridziko
Kanoyangwa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe..
- Vanhu vane zita iri: Tatenda Kanoyangwa; Norman Kanoyangwa; Munyaradzi Kanoyangwa; Itai Kanoyangwa.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Chewa inoti kuankwa (v. to be in a nervous haste to eat; greed)..