Kangaridza

Kubva Wikipedia
  • Kangaridza (Articulate distinctly).
  • Kangaridza kana kugangaridza (Place in the open. Expose). Anokangaridza mari ndiye anokonza ubi: the person who leaves money exposed is the one who causes

Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • -kangarika (1. Be, or be able to be, articulated distinctly; Be exposed, unhidden, unobscured).
  • Kangara kana gangara (ideophone of being in the open - unobscured).

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Xilenge vanoti nkangala (n. a large open space).
  • Kimbundu vanoti kanga (n. surface, area, space).
  • Lubwisi vanoti kukangama (n. to be on top) kureva kukangama.


Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.