Kamutiko sezita
Mataridziko
Kamutiko kana Kamtiko mazita emhuri anowanikwa muZimbabwe neMalawi.
- Vanhu vane zita iri: Godwin Kamutiko; Terence Kamutiko; Priscilla Kamtiko; Walter Kamutiko; Tanya Kamutiko.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.