Svetuka kuchirochemo

Kambasha

Kubva Wikipedia

Kambasha izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • VaTaita vanoti mbandi kana mbasha (branch) vachireva bazi.